-
1 Madzimambo 21:18, 19Bhaibheri—Shanduro yeNyika Itsva
-
-
18 “Simuka uende kunosangana naAhabhi mambo weIsraeri, ari muSamariya.+ Iye zvino ari mumunda wemizambiringa waNabhoti, kwaaenda kuti anoutora. 19 Muudze kuti, ‘Zvanzi naJehovha: “Hauna here kuuraya munhu+ ukatorawo munda wake?”’+ Ibva wati kwaari, ‘Zvanzi naJehovha: “Imbwa dzichananzva ropa rako panzvimbo yakananzvirwa ropa raNabhoti nembwa.”’”+
-