1 Samueri 2:35 Bhaibheri—Shanduro yeNyika Itsva 35 Ndichabva ndagadza mupristi akatendeka.+ Achaita maererano nezvinodiwa nemwoyo wangu;* uye ndichamuvakira imba inogara kwenguva refu, uye achafamba pamberi pemuzodziwa wangu nguva dzese. 1 Makoronike 6:50 Bhaibheri—Shanduro yeNyika Itsva 50 Ava ndivo vaiva vanhu vekwaAroni:+ mwanakomana wake Eriyezari,+ mwanakomana wake Finiyasi, mwanakomana wake Abhishua, 1 Makoronike 6:53 Bhaibheri—Shanduro yeNyika Itsva 53 mwanakomana wake Zadhoki,+ uye mwanakomana wake Ahimaazi. 1 Makoronike 12:28 Bhaibheri—Shanduro yeNyika Itsva 28 pamwe chete naZadhoki,+ jaya raiva nesimba uye rakashinga, nevakuru 22 vemuimba yemadzibaba ake. 1 Makoronike 16:37 Bhaibheri—Shanduro yeNyika Itsva 37 Dhavhidhi akabva asiya Asafi+ nehama dzake ipapo pamberi peareka yesungano yaJehovha kuti vashumire vari pamberi peAreka nguva dzese,+ sezvaifanira kuitwa zuva rimwe nerimwe.+ 1 Makoronike 16:39 Bhaibheri—Shanduro yeNyika Itsva 39 Akaisa mupristi Zadhoki+ nevamwe vapristi pamberi petebhenekeri yaJehovha panzvimbo yakakwirira kuGibhiyoni+ 1 Makoronike 24:3 Bhaibheri—Shanduro yeNyika Itsva 3 Dhavhidhi naZadhoki+ wekuvanakomana vaEriyezari naAhimereki wekuvanakomana vaItamari vakavaisa mumapoka kuti vaite basa ravo.
35 Ndichabva ndagadza mupristi akatendeka.+ Achaita maererano nezvinodiwa nemwoyo wangu;* uye ndichamuvakira imba inogara kwenguva refu, uye achafamba pamberi pemuzodziwa wangu nguva dzese.
50 Ava ndivo vaiva vanhu vekwaAroni:+ mwanakomana wake Eriyezari,+ mwanakomana wake Finiyasi, mwanakomana wake Abhishua,
37 Dhavhidhi akabva asiya Asafi+ nehama dzake ipapo pamberi peareka yesungano yaJehovha kuti vashumire vari pamberi peAreka nguva dzese,+ sezvaifanira kuitwa zuva rimwe nerimwe.+
39 Akaisa mupristi Zadhoki+ nevamwe vapristi pamberi petebhenekeri yaJehovha panzvimbo yakakwirira kuGibhiyoni+
3 Dhavhidhi naZadhoki+ wekuvanakomana vaEriyezari naAhimereki wekuvanakomana vaItamari vakavaisa mumapoka kuti vaite basa ravo.