2 Madzimambo 1:3 Bhaibheri—Shanduro yeNyika Itsva 3 Asi ngirozi yaJehovha yakati kuna Eriya*+ muTishbhi: “Simuka uende kunosangana nenhume dzamambo weSamariya, uti kwadziri, ‘MuIsraeri hamuna Mwari here zvamuri kuenda kunobvunza Bhaari-zebhubhu mwari weEkroni?+
3 Asi ngirozi yaJehovha yakati kuna Eriya*+ muTishbhi: “Simuka uende kunosangana nenhume dzamambo weSamariya, uti kwadziri, ‘MuIsraeri hamuna Mwari here zvamuri kuenda kunobvunza Bhaari-zebhubhu mwari weEkroni?+