Johani 9:6, 7 Bhaibheri—Shanduro yeNyika Itsva 6 Paakanga ataura izvi, akasvipira mate pasi, akakanya ivhu nawo, uye akazora dhaka racho pamaziso emunhu wacho,+ 7 akati kwaari: “Enda unogeza mudziva reSiroami” (zvinoreva kuti “Kutumwa”). Saka akaenda akanogeza, akadzoka ava kuona.+
6 Paakanga ataura izvi, akasvipira mate pasi, akakanya ivhu nawo, uye akazora dhaka racho pamaziso emunhu wacho,+ 7 akati kwaari: “Enda unogeza mudziva reSiroami” (zvinoreva kuti “Kutumwa”). Saka akaenda akanogeza, akadzoka ava kuona.+