Ruka 4:27 Bhaibheri—Shanduro yeNyika Itsva 27 Kwaivawo nevakawanda vaiva nemaperembudzi muIsraeri munguva yemuprofita Erisha; asi hapana kana mumwe wavo akacheneswa,* kunze kwaNaamani wekuSiriya.”+ Ruka 5:13 Bhaibheri—Shanduro yeNyika Itsva 13 Saka akatambanudza ruoko rwake, akamubata, achiti: “Ndinoda! Cheneswa.” Maperembudzi acho akabva angonyangarika.+
27 Kwaivawo nevakawanda vaiva nemaperembudzi muIsraeri munguva yemuprofita Erisha; asi hapana kana mumwe wavo akacheneswa,* kunze kwaNaamani wekuSiriya.”+
13 Saka akatambanudza ruoko rwake, akamubata, achiti: “Ndinoda! Cheneswa.” Maperembudzi acho akabva angonyangarika.+