2 Madzimambo 5:1 Bhaibheri—Shanduro yeNyika Itsva 5 Naamani, mukuru weuto ramambo weSiriya, aiva murume akakurumbira uye airemekedzwa chaizvo nashe wake, nekuti Jehovha akanga amushandisa kuti vaSiriya vakunde. Aiva murwi ane simba, kunyange zvazvo aiva nemaperembudzi.* Ruka 4:27 Bhaibheri—Shanduro yeNyika Itsva 27 Kwaivawo nevakawanda vaiva nemaperembudzi muIsraeri munguva yemuprofita Erisha; asi hapana kana mumwe wavo akacheneswa,* kunze kwaNaamani wekuSiriya.”+
5 Naamani, mukuru weuto ramambo weSiriya, aiva murume akakurumbira uye airemekedzwa chaizvo nashe wake, nekuti Jehovha akanga amushandisa kuti vaSiriya vakunde. Aiva murwi ane simba, kunyange zvazvo aiva nemaperembudzi.*
27 Kwaivawo nevakawanda vaiva nemaperembudzi muIsraeri munguva yemuprofita Erisha; asi hapana kana mumwe wavo akacheneswa,* kunze kwaNaamani wekuSiriya.”+