-
2 Madzimambo 2:5Bhaibheri—Shanduro yeNyika Itsva
-
-
5 Vanakomana vevaprofita avo vaiva muJeriko vakabva vaenda kuna Erisha, vakati kwaari: “Munozviziva here kuti nhasi Jehovha achabvisa tenzi wenyu kuti arege kuva mukuru wenyu?” Iye akati: “Ndinozviziva. Nyararai.”
-