RAIBHURARI YEPAINDANETI yeWatchtower
RAIBHURARI YEPAINDANETI
yeWatchtower
Shona
  • BHAIBHERI
  • MABHUKU
  • MISANGANO
  • Revhitiko 13:45, 46
    Bhaibheri—Shanduro yeNyika Itsva
    • 45 Kana ari munhu ane maperembudzi, zvipfeko zvake zvinofanira kubvarurwa, musoro wake unofanira kuregwa wakati nyangarara uye anofanira kufukidza ndebvu dzake dzepamusoro pemuromo, oshevedzera kuti, ‘Handina kuchena, handina kuchena!’ 46 Achava asina kuchena mazuva ese aanenge aine chirwere chacho. Sezvo asina kuchena, anofanira kugara kwake ega. Achagara kunze kwemusasa.+

Mabhuku eChiShona (1973-2027)
Buda
Pinda
  • Shona
  • Tumirawo Vamwe
  • Zvaunofarira
  • Copyright © 2026 Watch Tower Bible and Tract Society of Pennsylvania
  • Terms of Use
  • Privacy Policy
  • Privacy Settings
  • JW.ORG
  • Pinda
Tumirawo Vamwe