2 Madzimambo 9:15 Bhaibheri—Shanduro yeNyika Itsva 15 Gare gare Mambo Jehoramu akadzokera kuJezreeri+ kuti apore maronda aakakuvadzwa nevaSiriya paakarwa naMambo Hazaeri weSiriya.+ Zvino Jehu akati: “Kana muchinditsigira,* musarega chero munhu upi zvake achitiza muguta kuti anotaura izvi kuJezreeri.”
15 Gare gare Mambo Jehoramu akadzokera kuJezreeri+ kuti apore maronda aakakuvadzwa nevaSiriya paakarwa naMambo Hazaeri weSiriya.+ Zvino Jehu akati: “Kana muchinditsigira,* musarega chero munhu upi zvake achitiza muguta kuti anotaura izvi kuJezreeri.”