-
1 Madzimambo 21:20, 21Bhaibheri—Shanduro yeNyika Itsva
-
-
20 Ahabhi akati kuna Eriya: “Inga wandibata, iwe muvengi wangu!”+ Akapindura kuti: “Ndakubata. ‘Nekuti wakatsunga* kuita zvakaipa pamberi paJehovha,+ 21 ndiri kukuunzira dambudziko uye ndichatevera ndichikutsvaira uye ndichaparadza vanhurume vese* vekwaAhabhi,+ kusanganisira varombo nevasina simba muIsraeri.+
-