2 Madzimambo 9:10 Bhaibheri—Shanduro yeNyika Itsva 10 Kana ari Jezebheri, imbwa dzichamudyira mumunda uri kuJezreeri,+ uye hapana achamuviga.’” Akabva avhura suo akatiza.+
10 Kana ari Jezebheri, imbwa dzichamudyira mumunda uri kuJezreeri,+ uye hapana achamuviga.’” Akabva avhura suo akatiza.+