Dheuteronomi 34:9 Bhaibheri—Shanduro yeNyika Itsva 9 Joshua mwanakomana waNuni akanga akazara nemweya weuchenjeri, nekuti Mozisi akanga aisa ruoko rwake pamusoro pake;+ vaIsraeri vakatanga kumuteerera, uye vakaita zvese zvakanga zvarayirwa Mozisi naJehovha.+ 1 Madzimambo 19:16 Bhaibheri—Shanduro yeNyika Itsva 16 Uye unofanira kuzodza Jehu+ muzukuru waNimshi kuti ave mambo weIsraeri, uye unofanira kuzodza Erisha* mwanakomana waShafati wekuAbheri-mehora kuti ave muprofita panzvimbo yako.+ Ruka 1:17 Bhaibheri—Shanduro yeNyika Itsva 17 Uyewo, achaenda pamberi pake nemweya* nesimba+ zvaEriya, kuti adzorere mwoyo yavanababa kuvana,+ uye adzore vasingateereri kuti vawane uchenjeri hwevakarurama, kuti aite kuti Jehovha* ave nevanhu vakagadzirira.”+
9 Joshua mwanakomana waNuni akanga akazara nemweya weuchenjeri, nekuti Mozisi akanga aisa ruoko rwake pamusoro pake;+ vaIsraeri vakatanga kumuteerera, uye vakaita zvese zvakanga zvarayirwa Mozisi naJehovha.+
16 Uye unofanira kuzodza Jehu+ muzukuru waNimshi kuti ave mambo weIsraeri, uye unofanira kuzodza Erisha* mwanakomana waShafati wekuAbheri-mehora kuti ave muprofita panzvimbo yako.+
17 Uyewo, achaenda pamberi pake nemweya* nesimba+ zvaEriya, kuti adzorere mwoyo yavanababa kuvana,+ uye adzore vasingateereri kuti vawane uchenjeri hwevakarurama, kuti aite kuti Jehovha* ave nevanhu vakagadzirira.”+