2 Madzimambo 10:11 Bhaibheri—Shanduro yeNyika Itsva 11 Jehu akaurayawo vese vakanga vasara veimba yaAhabhi muJezreeri, pamwe chete nevarume vake vese vaikudzwa, neshamwari dzake, nevapristi vake,+ kusvikira pasisina wekwake akasara ari mupenyu.+
11 Jehu akaurayawo vese vakanga vasara veimba yaAhabhi muJezreeri, pamwe chete nevarume vake vese vaikudzwa, neshamwari dzake, nevapristi vake,+ kusvikira pasisina wekwake akasara ari mupenyu.+