1 Samueri 10:25 Bhaibheri—Shanduro yeNyika Itsva 25 Samueri akaudza vanhu zvavaifanira kuzoitira madzimambo+ uye akazvinyora mubhuku akariisa pamberi paJehovha. Samueri akabva arega vanhu vese vachienda, mumwe nemumwe kumba kwake. 2 Samueri 5:3 Bhaibheri—Shanduro yeNyika Itsva 3 Saka vakuru vese vaIsraeri vakauya kwaiva naMambo Dhavhidhi kuHebroni, uye mambo akaita sungano navo+ pamberi paJehovha muHebroni. Vakabva vazodza Dhavhidhi kuva mambo wevaIsraeri.+
25 Samueri akaudza vanhu zvavaifanira kuzoitira madzimambo+ uye akazvinyora mubhuku akariisa pamberi paJehovha. Samueri akabva arega vanhu vese vachienda, mumwe nemumwe kumba kwake.
3 Saka vakuru vese vaIsraeri vakauya kwaiva naMambo Dhavhidhi kuHebroni, uye mambo akaita sungano navo+ pamberi paJehovha muHebroni. Vakabva vazodza Dhavhidhi kuva mambo wevaIsraeri.+