Dheuteronomi 7:25 Bhaibheri—Shanduro yeNyika Itsva 25 Unofanira kupisa mifananidzo yavanamwari vavo yakavezwa.+ Usachiva sirivha negoridhe zviri pairi, kana kuzvitora,+ kuti zvirege kuva musungo kwauri, nekuti izvo zvinosemesa Jehovha Mwari wako.+
25 Unofanira kupisa mifananidzo yavanamwari vavo yakavezwa.+ Usachiva sirivha negoridhe zviri pairi, kana kuzvitora,+ kuti zvirege kuva musungo kwauri, nekuti izvo zvinosemesa Jehovha Mwari wako.+