2 Madzimambo 14:29 Bhaibheri—Shanduro yeNyika Itsva 29 Jerobhoamu akabva aradzikwa pamwe chete nemadzitateguru ake, pamwe chete nemadzimambo eIsraeri; uye mwanakomana wake Zekariya+ akava mambo panzvimbo yake.
29 Jerobhoamu akabva aradzikwa pamwe chete nemadzitateguru ake, pamwe chete nemadzimambo eIsraeri; uye mwanakomana wake Zekariya+ akava mambo panzvimbo yake.