RAIBHURARI YEPAINDANETI yeWatchtower
RAIBHURARI YEPAINDANETI
yeWatchtower
Shona
  • BHAIBHERI
  • MABHUKU
  • MISANGANO
  • 1 Madzimambo 14:17
    Bhaibheri—Shanduro yeNyika Itsva
    • 17 Mudzimai waJerobhoamu akabva asimuka akaenda, akasvika kuTiza. Paaisvika pachidimbati* cheimba yavo, mwana wacho akabva afa.

  • 1 Madzimambo 15:21
    Bhaibheri—Shanduro yeNyika Itsva
    • 21 Bhaasha paakazvinzwa, akabva angomira kuvaka* Rama, akaramba achigara muTiza.+

  • 1 Madzimambo 16:8
    Bhaibheri—Shanduro yeNyika Itsva
    • 8 Mugore rechi26 raMambo Asa weJudha, Eraa mwanakomana waBhaasha akava mambo weIsraeri muTiza, uye akatonga kwemakore maviri.

  • 1 Madzimambo 16:17
    Bhaibheri—Shanduro yeNyika Itsva
    • 17 Omri nevaIsraeri vese vaaiva navo vakabva kuGibhetoni vakakomba Tiza.

Mabhuku eChiShona (1973-2027)
Buda
Pinda
  • Shona
  • Tumirawo Vamwe
  • Zvaunofarira
  • Copyright © 2026 Watch Tower Bible and Tract Society of Pennsylvania
  • Terms of Use
  • Privacy Policy
  • Privacy Settings
  • JW.ORG
  • Pinda
Tumirawo Vamwe