RAIBHURARI YEPAINDANETI yeWatchtower
RAIBHURARI YEPAINDANETI
yeWatchtower
Shona
  • BHAIBHERI
  • MABHUKU
  • MISANGANO
  • 1 Madzimambo 12:28-30
    Bhaibheri—Shanduro yeNyika Itsva
    • 28 Pashure pekunge mambo abvunza mazano kune vamwe, akagadzira mhuru mbiri dzegoridhe,+ akati kuvanhu: “Zvekuenda kuJerusarema zviri kukuremerai. Heuno Mwari wenyu, imi vaIsraeri, uyo akakubudisai munyika yeIjipiti.”+ 29 Akabva aisa imwe mhuru kuBheteri,+ uye imwe yacho akaiisa kuDhani.+ 30 Izvi zvakaita kuti vatadze,+ uye vanhu vakatosvika kuDhani vachinonamata mhuru yaiva ikoko.

  • 1 Madzimambo 13:33
    Bhaibheri—Shanduro yeNyika Itsva
    • 33 Kunyange pashure pekunge izvi zvaitika, Jerobhoamu haana kutendeuka panzira yake yakaipa, asi akaramba achigadza vapristi venzvimbo dzakakwirira kubva pavanhuwo zvavo.+ Chero munhu aingodawo hake aimugadza kuva mupristi* achiti: “Ngaave mumwe wevapristi venzvimbo dzakakwirira.”+

  • 1 Madzimambo 14:16
    Bhaibheri—Shanduro yeNyika Itsva
    • 16 Achasiya Israeri nemhaka yezvivi zvakaitwa naJerobhoamu uye zvaakakonzera kuti vaIsraeri vaite.”+

Mabhuku eChiShona (1973-2027)
Buda
Pinda
  • Shona
  • Tumirawo Vamwe
  • Zvaunofarira
  • Copyright © 2026 Watch Tower Bible and Tract Society of Pennsylvania
  • Terms of Use
  • Privacy Policy
  • Privacy Settings
  • JW.ORG
  • Pinda
Tumirawo Vamwe