2 Madzimambo 15:30 Bhaibheri—Shanduro yeNyika Itsva 30 Hoshea+ mwanakomana waEraa akabva apandukira Peka mwanakomana waRemariya, akamubaya, akamuuraya; uye akava mambo panzvimbo yake mugore rechi20 raJotamu+ mwanakomana waUziya.
30 Hoshea+ mwanakomana waEraa akabva apandukira Peka mwanakomana waRemariya, akamubaya, akamuuraya; uye akava mambo panzvimbo yake mugore rechi20 raJotamu+ mwanakomana waUziya.