1 Madzimambo 19:16 Bhaibheri—Shanduro yeNyika Itsva 16 Uye unofanira kuzodza Jehu+ muzukuru waNimshi kuti ave mambo weIsraeri, uye unofanira kuzodza Erisha* mwanakomana waShafati wekuAbheri-mehora kuti ave muprofita panzvimbo yako.+ 2 Madzimambo 2:15 Bhaibheri—Shanduro yeNyika Itsva 15 Vanakomana vevaprofita avo vaiva kuJeriko pavakamuona achiri kure, vakati: “Mweya waEriya wagara pana Erisha.”+ Saka vakaenda kunomuchingura, vakapfugama vakakotamisa misoro pamberi pake.
16 Uye unofanira kuzodza Jehu+ muzukuru waNimshi kuti ave mambo weIsraeri, uye unofanira kuzodza Erisha* mwanakomana waShafati wekuAbheri-mehora kuti ave muprofita panzvimbo yako.+
15 Vanakomana vevaprofita avo vaiva kuJeriko pavakamuona achiri kure, vakati: “Mweya waEriya wagara pana Erisha.”+ Saka vakaenda kunomuchingura, vakapfugama vakakotamisa misoro pamberi pake.