Ezekieri 23:4 Bhaibheri—Shanduro yeNyika Itsva 4 Mukuru wacho ainzi Ohora* uye munin’ina wacho ainzi Ohoribha.* Vakava vangu, vakabereka vanakomana nevanasikana. Kana ari mazita avo, Ohora iSamariya,+ uye Ohoribha iJerusarema. Ezekieri 23:11 Bhaibheri—Shanduro yeNyika Itsva 11 “Munin’ina wake Ohoribha paakazviona, ruchiva rwake rwakabva rwatowedzera, uye akaita chipfambi chinopfuura chemukoma wake.+
4 Mukuru wacho ainzi Ohora* uye munin’ina wacho ainzi Ohoribha.* Vakava vangu, vakabereka vanakomana nevanasikana. Kana ari mazita avo, Ohora iSamariya,+ uye Ohoribha iJerusarema.
11 “Munin’ina wake Ohoribha paakazviona, ruchiva rwake rwakabva rwatowedzera, uye akaita chipfambi chinopfuura chemukoma wake.+