RAIBHURARI YEPAINDANETI yeWatchtower
RAIBHURARI YEPAINDANETI
yeWatchtower
Shona
  • BHAIBHERI
  • MABHUKU
  • MISANGANO
  • Vatongi 10:14
    Bhaibheri—Shanduro yeNyika Itsva
    • 14 Endai kuna vanamwari vamakasarudza, muvakumbire kuti vakubatsirei.+ Ngavakununurei munguva yekutambudzika kwenyu.”+

  • 1 Madzimambo 18:19
    Bhaibheri—Shanduro yeNyika Itsva
    • 19 Iye zvino shevedzai vaIsraeri vese vauye kwandiri paGomo reKameri,+ pamwe chete nevaprofita vaBhaari 450 nevaprofita 400 vebango rinoyera,*+ vanodyira patafura yaJezebheri.”

  • 1 Madzimambo 22:6
    Bhaibheri—Shanduro yeNyika Itsva
    • 6 Saka mambo weIsraeri akaunganidza vaprofita, varume vanenge 400, akati kwavari: “Ndiende kunorwisa Ramoti-giriyedhi here, kana kuti ndorega?” Ivo vakati: “Endai, uye Jehovha achaiisa muruoko rwamambo.”

Mabhuku eChiShona (1973-2027)
Buda
Pinda
  • Shona
  • Tumirawo Vamwe
  • Zvaunofarira
  • Copyright © 2026 Watch Tower Bible and Tract Society of Pennsylvania
  • Terms of Use
  • Privacy Policy
  • Privacy Settings
  • JW.ORG
  • Pinda
Tumirawo Vamwe