2 Madzimambo 17:34 Bhaibheri—Shanduro yeNyika Itsva 34 Nanhasi vachiri kutevedzera manamatiro avo ekare. Pakati pavo hapana anonamata* Jehovha, uye hapana anotevedzera mirau yake, zvaakatonga, kana Mutemo, uye murayiro wakapiwa naJehovha kuvanakomana vaJakobho, uya waakachinja zita akamuti Israeri.+
34 Nanhasi vachiri kutevedzera manamatiro avo ekare. Pakati pavo hapana anonamata* Jehovha, uye hapana anotevedzera mirau yake, zvaakatonga, kana Mutemo, uye murayiro wakapiwa naJehovha kuvanakomana vaJakobho, uya waakachinja zita akamuti Israeri.+