-
Dheuteronomi 20:3Bhaibheri—Shanduro yeNyika Itsva
-
-
3 Anofanira kuvaudza kuti, ‘Inzwai imi vaIsraeri, mava kuda kurwa nevavengi venyu. Musarohwe nehana. Musavatya kana kuvavhunduka kana kuvadedera,
-
-
Isaya 51:7Bhaibheri—Shanduro yeNyika Itsva
-
-
Musatya kushora kwevanhuwo zvavo,
Uye musavhundutswa nemashoko avo ekutuka.
-