RAIBHURARI YEPAINDANETI yeWatchtower
RAIBHURARI YEPAINDANETI
yeWatchtower
Shona
  • BHAIBHERI
  • MABHUKU
  • MISANGANO
  • 2 Madzimambo 18:30
    Bhaibheri—Shanduro yeNyika Itsva
    • 30 Uye musarega Hezekiya achiita kuti muvimbe naJehovha, achiti: “Chokwadi Jehovha achatinunura, uye guta rino harisi kuzoiswa muruoko rwamambo weAsiriya.”+

  • Isaya 10:12, 13
    Bhaibheri—Shanduro yeNyika Itsva
    • 12 “Jehovha paanenge apedza basa rake rese paGomo reZiyoni nemuJerusarema, acharanga* mambo weAsiriya nemhaka yekuzvikudza kwemwoyo wake, nekutarisa kwake kwekudada uye kwekuzvikudza.+ 13 Nekuti iye anoti,

      ‘Ndichazviita nesimba reruoko rwangu

      Uye neuchenjeri hwangu, nekuti ndakachenjera.

      Ndichabvisa miganhu yemarudzi+

      Uye ndichapamba upfumi hwavo,+

      Uye ndichakunda vagari vemo sezvinoita munhu ane simba.+

Mabhuku eChiShona (1973-2027)
Buda
Pinda
  • Shona
  • Tumirawo Vamwe
  • Zvaunofarira
  • Copyright © 2026 Watch Tower Bible and Tract Society of Pennsylvania
  • Terms of Use
  • Privacy Policy
  • Privacy Settings
  • JW.ORG
  • Pinda
Tumirawo Vamwe