33 Hezekiya akazoradzikwa pamwe chete nemadzitateguru ake, uye vakamuviga pamukwidza unoenda kunzvimbo yemakuva evanakomana vaDhavhidhi;+ uye vaJudha vese nevagari vemuJerusarema vakamukudza pakufa kwake. Mwanakomana wake Manase akabva ava mambo panzvimbo yake.