Jeremiya 7:31 Bhaibheri—Shanduro yeNyika Itsva 31 Vakavaka nzvimbo dzakakwirira dzeTofeti, iri muBani reMwanakomana waHinomu,*+ kuti vapise vanakomana vavo nevanasikana vavo mumoto,+ zvinhu zvandakanga ndisina kuvarayira uye zvisina kutombobvira zvauya mumwoyo mangu.’*+
31 Vakavaka nzvimbo dzakakwirira dzeTofeti, iri muBani reMwanakomana waHinomu,*+ kuti vapise vanakomana vavo nevanasikana vavo mumoto,+ zvinhu zvandakanga ndisina kuvarayira uye zvisina kutombobvira zvauya mumwoyo mangu.’*+