Jeremiya 39:5 Bhaibheri—Shanduro yeNyika Itsva 5 Asi uto revaKadheya rakavadzingirira, uye vakabatira Zedhekiya murenje riri pedyo neJeriko.+ Vakamutora vakaenda naye kuna Mambo Nebhukadhinezari* weBhabhironi kuRibra+ munyika yeHamati,+ uko kwaakamupa mutongo wake.
5 Asi uto revaKadheya rakavadzingirira, uye vakabatira Zedhekiya murenje riri pedyo neJeriko.+ Vakamutora vakaenda naye kuna Mambo Nebhukadhinezari* weBhabhironi kuRibra+ munyika yeHamati,+ uko kwaakamupa mutongo wake.