Numeri 34:2 Bhaibheri—Shanduro yeNyika Itsva 2 “Udza vaIsraeri kuti: ‘Pamuchapinda munyika yeKenani,+ iyi ndiyo nyika yamuchawana kuti ive nhaka yenyu, nyika yeKenani maererano nemiganhu yayo.+ Numeri 34:8 Bhaibheri—Shanduro yeNyika Itsva 8 Kubva kuGomo reHori muchatara muganhu wacho kusvikira kuRebhohamati,*+ uye muganhu wacho uchagumira kuZedhadhi.+ 1 Madzimambo 8:65 Bhaibheri—Shanduro yeNyika Itsva 65 Panguva iyoyo Soromoni akaita mutambo+ aine vaIsraeri vese, ungano huru yevanhu vakauya vachibva kuRebhohamati* kusvika kuRwizi* rweIjipiti,+ pamberi paJehovha Mwari wedu kwemazuva 7 nemamwe mazuva 7, ese akaita mazuva 14.
2 “Udza vaIsraeri kuti: ‘Pamuchapinda munyika yeKenani,+ iyi ndiyo nyika yamuchawana kuti ive nhaka yenyu, nyika yeKenani maererano nemiganhu yayo.+
8 Kubva kuGomo reHori muchatara muganhu wacho kusvikira kuRebhohamati,*+ uye muganhu wacho uchagumira kuZedhadhi.+
65 Panguva iyoyo Soromoni akaita mutambo+ aine vaIsraeri vese, ungano huru yevanhu vakauya vachibva kuRebhohamati* kusvika kuRwizi* rweIjipiti,+ pamberi paJehovha Mwari wedu kwemazuva 7 nemamwe mazuva 7, ese akaita mazuva 14.