2 Makoronike 20:31 Bhaibheri—Shanduro yeNyika Itsva 31 Jehoshafati akaramba achitonga Judha. Aiva nemakore 35 paakava mambo, uye akatonga kwemakore 25 muJerusarema. Amai vake vainzi Azubha mwanasikana waShirihi.+
31 Jehoshafati akaramba achitonga Judha. Aiva nemakore 35 paakava mambo, uye akatonga kwemakore 25 muJerusarema. Amai vake vainzi Azubha mwanasikana waShirihi.+