Numeri 26:12, 13 Bhaibheri—Shanduro yeNyika Itsva 12 Vanakomana vaSimiyoni+ maererano nemhuri dzavo vaiva: Nemueri, kwakabva mhuri yevaNemueri; Jamini, kwakabva mhuri yevaJamini; Jakini, kwakabva mhuri yevaJakini; 13 Zera, kwakabva mhuri yevaZera; Shauri, kwakabva mhuri yevaShauri.
12 Vanakomana vaSimiyoni+ maererano nemhuri dzavo vaiva: Nemueri, kwakabva mhuri yevaNemueri; Jamini, kwakabva mhuri yevaJamini; Jakini, kwakabva mhuri yevaJakini; 13 Zera, kwakabva mhuri yevaZera; Shauri, kwakabva mhuri yevaShauri.