-
2 Makoronike 2:4Bhaibheri—Shanduro yeNyika Itsva
-
-
4 Iye zvino ndiri kuvakira zita raJehovha Mwari wangu imba kuti ndiikumikidze* kwaari, kuti ndipisire rusenzi+ inonhuhwirira pamberi pake, nekuisa imomo zvingwa zvinoturikidzaniswa* zvinogara zvirimo+ nekupa zvibayiro zvinopiswa, mangwanani nemanheru,+ pamaSabata,+ pakugara kwemwedzi,+ nepamwaka yemitambo+ yaJehovha Mwari wedu. Izvi zvichagara zvichiitwa nevaIsraeri.
-
-
2 Makoronike 13:11Bhaibheri—Shanduro yeNyika Itsva
-
-
11 Vari kuita kuti utsi hwezvibayiro zvinopiswa hupfungaire kuna Jehovha mangwanani ega ega nemanheru ega ega+ pamwe chete nerusenzi inonhuhwirira,+ uye patafura yegoridhe rakanatswa pane zvingwa zvinoturikidzaniswa,*+ uye manheru ega ega vari kubatidza chigadziko chemarambi chegoridhe+ nemarambi acho, nekuti isu tiri kuita zvatinofanira kuitira Jehovha Mwari wedu; asi imi makamusiya.
-