-
1 Samueri 31:6, 7Bhaibheri—Shanduro yeNyika Itsva
-
-
6 Saka Sauro nevanakomana vake vatatu, nemutakuri wezvombo zvake, nevarume vake vese, vakafa zuva iroro.+ 7 VaIsraeri vaiva munharaunda yebani nevaiva munharaunda yeJodhani pavakaona kuti varume vaIsraeri vakanga vatiza uye kuti Sauro nevanakomana vake vakanga vafa, vakatanga kubuda mumaguta acho vachitiza;+ vaFiristiya vakabva vauya vakaatora.
-