-
2 Samueri 5:11, 12Bhaibheri—Shanduro yeNyika Itsva
-
-
11 Mambo Hiramu+ weTire akatuma nhume kuna Dhavhidhi, nematanda emisidhari, nevavezi vematanda,+ nevavezi vematombo ekuvakisa, uye vakatanga kuvakira Dhavhidhi imba.*+ 12 Dhavhidhi akaziva kuti Jehovha akanga asimbisa umambo hwake pana Israeri+ uye kuti akanga asimudzira umambo hwake+ achiitira vanhu vake vaIsraeri.+
-