1 Makoronike 6:31 Bhaibheri—Shanduro yeNyika Itsva 31 Ava ndivo vakagadzwa naDhavhidhi kuti vatungamirire kuimba kwaiitwa paimba yaJehovha pashure pekunge Areka yaiswa* ipapo.+ 1 Makoronike 6:44 Bhaibheri—Shanduro yeNyika Itsva 44 Vanhu vekwaMerari,+ hama dzavo, vaimira kuruoko rwake rweruboshwe; kwaiva naEtani+ mwanakomana waKishai mwanakomana waAbdhi mwanakomana waMaruki
31 Ava ndivo vakagadzwa naDhavhidhi kuti vatungamirire kuimba kwaiitwa paimba yaJehovha pashure pekunge Areka yaiswa* ipapo.+
44 Vanhu vekwaMerari,+ hama dzavo, vaimira kuruoko rwake rweruboshwe; kwaiva naEtani+ mwanakomana waKishai mwanakomana waAbdhi mwanakomana waMaruki