8 Panguva iyoyo Soromoni akaunganidza+ vakuru vaIsraeri, vakuru vese vemadzinza, nemachinda edzimba dzemadzibaba evaIsraeri.+ Vakauya kuna Mambo Soromoni kuJerusarema kuti vakwidze neareka yesungano yaJehovha kubva muGuta raDhavhidhi,+ kureva Ziyoni.+