2 Madzimambo 19:1 Bhaibheri—Shanduro yeNyika Itsva 19 Mambo Hezekiya paakangozvinzwa, akabvarura nguo dzake, akapfeka masaga, akapinda muimba yaJehovha.+
19 Mambo Hezekiya paakangozvinzwa, akabvarura nguo dzake, akapfeka masaga, akapinda muimba yaJehovha.+