Joshua 1:6 Bhaibheri—Shanduro yeNyika Itsva 6 Shinga, usimbe,+ nekuti ndiwe uchaita kuti vanhu ava vagare nhaka yenyika yandakapikira madzitateguru avo kuti ndichavapa.+ Joshua 1:9 Bhaibheri—Shanduro yeNyika Itsva 9 Handina kukurayira here? Shinga, usimbe. Usavhunduka kana kutya, nekuti Jehovha Mwari wako anewe kwese kwaunoenda.”+ 1 Makoronike 28:20 Bhaibheri—Shanduro yeNyika Itsva 20 Dhavhidhi akabva ati kumwanakomana wake Soromoni: “Shinga usimbe, utange basa. Usatya kana kuvhunduka, nekuti Jehovha Mwari, Mwari wangu, anewe.+ Haazokuregi kana kukusiya,+ asi achava newe kusvikira basa rese reimba yaJehovha rapera.
6 Shinga, usimbe,+ nekuti ndiwe uchaita kuti vanhu ava vagare nhaka yenyika yandakapikira madzitateguru avo kuti ndichavapa.+
9 Handina kukurayira here? Shinga, usimbe. Usavhunduka kana kutya, nekuti Jehovha Mwari wako anewe kwese kwaunoenda.”+
20 Dhavhidhi akabva ati kumwanakomana wake Soromoni: “Shinga usimbe, utange basa. Usatya kana kuvhunduka, nekuti Jehovha Mwari, Mwari wangu, anewe.+ Haazokuregi kana kukusiya,+ asi achava newe kusvikira basa rese reimba yaJehovha rapera.