21 Pavanakomana vaRadhani, kureva vanakomana vemwana wekwaGeshoni, paiva naJehiyeri+ uyo aiva mumwe wevakuru vedzimba dzemadzibaba ekwaRadhani 22 uye vanakomana vaJehiyeri, Zetamu nehama yake Joeri. Ndivo vaiona nezvemaichengeterwa pfuma yeimba yaJehovha.+