20 Uye vanakomana vaJudha maererano nemhuri dzavo vaiva: Shera,+ kwakabva mhuri yevaShera; Perezi,+ kwakabva mhuri yevaPerezi; Zera,+ kwakabva mhuri yevaZera. 21 Uye vanakomana vaPerezi vaiva: Hezroni,+ kwakabva mhuri yevaHezroni; Hamuri,+ kwakabva mhuri yevaHamuri.