1 Makoronike 11:10 Bhaibheri—Shanduro yeNyika Itsva 10 Ava ndivo vakuru vevarwi vaDhavhidhi vaiva nesimba, vaimutsigira zvakasimba muumambo hwake, pamwe chete nevaIsraeri vese, kuti vamuite mambo maererano neshoko raJehovha pamusoro paIsraeri.+
10 Ava ndivo vakuru vevarwi vaDhavhidhi vaiva nesimba, vaimutsigira zvakasimba muumambo hwake, pamwe chete nevaIsraeri vese, kuti vamuite mambo maererano neshoko raJehovha pamusoro paIsraeri.+