RAIBHURARI YEPAINDANETI yeWatchtower
RAIBHURARI YEPAINDANETI
yeWatchtower
Shona
  • BHAIBHERI
  • MABHUKU
  • MISANGANO
  • 1 Makoronike 17:13, 14
    Bhaibheri—Shanduro yeNyika Itsva
    • 13 Ndichava baba vake, uye iye achava mwanakomana wangu.+ Handizobvisi rudo rwangu rusingachinji paari+ semabvisiro andakaruita pane uya akakutangira.+ 14 Ndichaita kuti arambe ari mumba mangu nemuumambo hwangu nekusingaperi,+ uye chigaro chake cheumambo chichagara nekusingaperi.”’”+

  • Pisarema 72:8
    Bhaibheri—Shanduro yeNyika Itsva
    •  8 Achatonga vanhu kubvira kugungwa kusvikira kugungwa

      Uye kubvira kuRwizi* kusvikira kumigumo yenyika.+

Mabhuku eChiShona (1973-2026)
Buda
Pinda
  • Shona
  • Tumirawo Vamwe
  • Zvaunofarira
  • Copyright © 2026 Watch Tower Bible and Tract Society of Pennsylvania
  • Terms of Use
  • Privacy Policy
  • Privacy Settings
  • JW.ORG
  • Pinda
Tumirawo Vamwe