2 Makoronike 4:8 Bhaibheri—Shanduro yeNyika Itsva 8 Akagadzirawo matafura 10 akaaisa mutemberi, mashanu kurudyi uye mashanu kuruboshwe;+ uye akagadzira ndiro 100 dzegoridhe. 2 Makoronike 4:19 Bhaibheri—Shanduro yeNyika Itsva 19 Soromoni akagadzira midziyo yese+ yeimba yaMwari wechokwadi inoti: atari yegoridhe;+ matafura+ aiva nechingwa chekuratidza;+
8 Akagadzirawo matafura 10 akaaisa mutemberi, mashanu kurudyi uye mashanu kuruboshwe;+ uye akagadzira ndiro 100 dzegoridhe.
19 Soromoni akagadzira midziyo yese+ yeimba yaMwari wechokwadi inoti: atari yegoridhe;+ matafura+ aiva nechingwa chekuratidza;+