1 Makoronike 21:24 Bhaibheri—Shanduro yeNyika Itsva 24 Asi Mambo Dhavhidhi akati kuna Orinani: “Aiwa, ndinofanira kuitenga nemutengo wakakwana, nekuti handingatori zvinhu zvako ndozvipa Jehovha kana kupa zvibayiro zvinopiswa zvandisina kutenga.”+
24 Asi Mambo Dhavhidhi akati kuna Orinani: “Aiwa, ndinofanira kuitenga nemutengo wakakwana, nekuti handingatori zvinhu zvako ndozvipa Jehovha kana kupa zvibayiro zvinopiswa zvandisina kutenga.”+