Genesisi 22:1 Bhaibheri—Shanduro yeNyika Itsva 22 Izvi zvaitika, Mwari wechokwadi akaedza Abrahamu,+ uye akati kwaari: “Abrahamu!” iye akadavira achiti: “Ndiri pano!”
22 Izvi zvaitika, Mwari wechokwadi akaedza Abrahamu,+ uye akati kwaari: “Abrahamu!” iye akadavira achiti: “Ndiri pano!”