-
2 Makoronike 31:20, 21Bhaibheri—Shanduro yeNyika Itsva
-
-
20 Hezekiya akaita izvi muJudha yese, uye akaramba achiita zvakanaka nezvakarurama, akatendeka pamberi paJehovha Mwari wake. 21 Uye pabasa rese raakaita kuti atsvage Mwari wake, ringava rine chekuita neimba yaMwari wechokwadi+ kana rine chekuita neMutemo nemurayiro, akariita nemwoyo wese, uye akabudirira.
-