RAIBHURARI YEPAINDANETI yeWatchtower
RAIBHURARI YEPAINDANETI
yeWatchtower
Shona
  • BHAIBHERI
  • MABHUKU
  • MISANGANO
  • 2 Madzimambo 22:3-6
    Bhaibheri—Shanduro yeNyika Itsva
    • 3 Mugore rechi18 raMambo Josiya, mambo akatuma Shafani munyori, mwanakomana waAzaria, mwanakomana waMeshuramu kuimba yaJehovha+ achiti: 4 “Enda kumupristi mukuru Hirikiya,+ uye ngaatore mari yese iri kuunzwa muimba yaJehovha,+ yakaunganidzwa nevachengeti vemasuo kubva kuvanhu.+ 5 Ita kuti vaipe vaya vakagadzwa kuti vatungamirire basa muimba yaJehovha, avo vachaipa vashandi vari muimba yaJehovha vachagadzira nzvimbo dzakatsemuka* dzeimba yacho,+ 6 kureva mhizha, vavaki, nevanhu vanovaka nematombo; uye vanofanira kuishandisa kutenga matanda nematombo akavezwa kuti vagadziridze imba yacho.+

Mabhuku eChiShona (1973-2027)
Buda
Pinda
  • Shona
  • Tumirawo Vamwe
  • Zvaunofarira
  • Copyright © 2026 Watch Tower Bible and Tract Society of Pennsylvania
  • Terms of Use
  • Privacy Policy
  • Privacy Settings
  • JW.ORG
  • Pinda
Tumirawo Vamwe