2 Makoronike 32:26 Bhaibheri—Shanduro yeNyika Itsva 26 Zvisinei, Hezekiya akazvininipisa pakuzvikudza kwemwoyo wake,+ iye nevagari vemuJerusarema, uye kutsamwa kwaJehovha hakuna kuuya pavari mumazuva aHezekiya.+ 2 Makoronike 33:11 Bhaibheri—Shanduro yeNyika Itsva 11 Saka Jehovha akaunza vakuru veuto ramambo weAsiriya kuti vavarwise, uye vakabata Manase nezvekukochekeresa,* vakamusunga nezvisungo zviviri zvemumakumbo zvemhangura, vakaenda naye kuBhabhironi. 2 Makoronike 33:13 Bhaibheri—Shanduro yeNyika Itsva 13 Akaramba achinyengetera kwaari, uye iye akabayiwa mwoyo nekuteterera kwake, akanzwa kukumbira kwake kunzwirwa nyasha, akamudzorera kuJerusarema kuumambo hwake.+ Manase akabva aziva kuti Jehovha ndiye Mwari wechokwadi.+
26 Zvisinei, Hezekiya akazvininipisa pakuzvikudza kwemwoyo wake,+ iye nevagari vemuJerusarema, uye kutsamwa kwaJehovha hakuna kuuya pavari mumazuva aHezekiya.+
11 Saka Jehovha akaunza vakuru veuto ramambo weAsiriya kuti vavarwise, uye vakabata Manase nezvekukochekeresa,* vakamusunga nezvisungo zviviri zvemumakumbo zvemhangura, vakaenda naye kuBhabhironi.
13 Akaramba achinyengetera kwaari, uye iye akabayiwa mwoyo nekuteterera kwake, akanzwa kukumbira kwake kunzwirwa nyasha, akamudzorera kuJerusarema kuumambo hwake.+ Manase akabva aziva kuti Jehovha ndiye Mwari wechokwadi.+