Jeremiya 20:7 Bhaibheri—Shanduro yeNyika Itsva 7 Makandinyengedza, haiwa Jehovha, iniwo ndikabvuma kunyengedzwa. Makashandisa simba renyu kundirwisa mukabudirira.+ Ndava chiseko zuva rese;Munhu wese ari kundiseka.+
7 Makandinyengedza, haiwa Jehovha, iniwo ndikabvuma kunyengedzwa. Makashandisa simba renyu kundirwisa mukabudirira.+ Ndava chiseko zuva rese;Munhu wese ari kundiseka.+