1 Makoronike 15:24 Bhaibheri—Shanduro yeNyika Itsva 24 Vapristi vaiti Shebhaniya, Joshafati, Netaneri, Amasai, Zekariya, Bhenaya, naEriyezeri vairidza mabhosvo achiririra pamusoro vari pamberi peAreka yaMwari wechokwadi,+ uye Obhedhi-edhomu naJehiya vaivawo varindi vepagedhi remaichengeterwa Areka.
24 Vapristi vaiti Shebhaniya, Joshafati, Netaneri, Amasai, Zekariya, Bhenaya, naEriyezeri vairidza mabhosvo achiririra pamusoro vari pamberi peAreka yaMwari wechokwadi,+ uye Obhedhi-edhomu naJehiya vaivawo varindi vepagedhi remaichengeterwa Areka.